Ezekieri 48:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Dzinza rokwaSimioni rinowana mugove waro mumwechete unobvira kumabvazuva kusvika kumadokero wakabatana nenyika yokwaBhenjamini. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Pamuganho waBenjamini, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waSimeoni. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200224 Pamuganho waBhenjamini, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waSimeoni. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Dzinza rokwaSimioni rinowana mugove waro mumwechete unobvira kumabvazuva kusvika kumadokero wakabatana nenyika yokwaBhenjamini. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona24 Dzinza rokwaSimioni rinowana mugove waro mumwechete unobvira kumabvazuva kusvika kumadokero wakabatana nenyika yokwaBhenjamini. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Simeoni achava nomugove mumwe chete; uchaganhurana nenyika yaBhenjamini kubva kumabvazuva kusvika kumavirira. Ver Capítulo |