Ezekieri 48:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Dzinza rokwaAsheri, mugove mumwechete, unobvira kumuganhu wokumabvazuva kusvikira kumuganhu wokumavirira wakabatana nenyika yokwaDhani. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Pamuganho waDani, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waAsheri. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20022 Pamuganho waDhani, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waAsheri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Dzinza rokwaAsheri, mugove mumwechete, unobvira kumuganhu wokumabvazuva kusvikira kumuganhu wokumavirira wakabatana nenyika yokwaDhani. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 Dzinza rokwaAsheri, mugove mumwechete, unobvira kumuganhu wokumabvazuva kusvikira kumuganhu wokumavirira wakabatana nenyika yokwaDhani. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Asheri achava nomugove mumwe chete; uchaganhurana nenyika yaDhani kubva kumabvazuva kusvikira kumavirira. Ver Capítulo |