La Biblia Online

- Anuncios -

Ezekieri 48:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Panenge pasara uchitevedza kwakareba kwacho kwedunhu pachange pachiita makiromita mashanu kumabvazuva uye makiromita mashanu kumavirira. Inenge ichitevedza dunhu rinoera, michero yayo ichava kudya kwavashandi vomuguta iroro.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ɀakasara pakureɓa kwayo, iɀo ɀakaenzana necipo citȿene, ɀinofanira kuita tsaŋga dzineɀuru ɀinegumi kurutiʋi rwamabvazuʋa, neɀuru ɀinegumi kurutiʋi rwamaʋirazuʋa; ɀicaenzana necipo citȿene; ɀiɓereko ɀayo ɀinofanira kuʋa ɀokudya ɀaʋanoɓata muguta.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Zvakasara pakureba kwayo, izvo zvakaenzana nechipo chitsvene, zvinofanira kuita tsanga dzine zviuru zvine gumi kurutivi rwamabvazuva, nezviuru zvine gumi kurutivi rwamavirazuva; zvichaenzana nechipo chitsvene; michero yayo inofanira kuva zvokudya zvavanobata muguta.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Panenge pasara uchitevedza kwakareba kwacho kwedunhu pachange pachiita makiromita mashanu kumabvazuva uye makiromita mashanu kumavirira. Inenge ichitevedza dunhu rinoera, michero yayo ichava kudya kwavashandi vomuguta iroro.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Panenge pasara uchitevedza kwakareba kwacho kwedunhu pachange pachiita makiromita mashanu kumabvazuva uye makiromita mashanu kumavirira. Inenge ichitevedza dunhu rinoera, michero yayo ichava kudya kwavashandi vomuguta iroro.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Nzvimbo inosara, inoganhurana nenzvimbo yomugove mutsvene ichitevedza kureba kwayo, ichava namakubhiti zviuru gumi kurutivi rwokumabvazuva, namakubhiti zviuru gumi kurutivi rwokumavirira. Zvibereko zvayo zvichapiwa kuti zvive zvokudya zvavashandi vomuguta.

Ver Capítulo Copiar

Ezekieri 48:18

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios