La Biblia Online

- Anuncios -

Ezekieri 1:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Zvino mukati macho makabuda zvimwe zvinhu zvina zvakaita sezvisikwa zvipenyu. Chimiro chazvo chakanga chakadai seizvi, zvakanga zvakaita savanhu.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ɀino mukati maɀo mukaɓuɗa ɀakaŋga ɀakaita seɀipenyu ɀinna. Ɀakaŋga ɀakaɗai: Ɀakaŋga ɀakafanana nomunhu;

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Zvino mukati mazvo mukabuda zvakanga zvakaita sezvipenyu zvina. Zvakanga zvakadai: Zvakanga zvakafanana nomunhu;

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Zvino mukati macho makabuda zvimwe zvinhu zvina zvakaita sezvisikwa zvipenyu. Chimiro chazvo chakanga chakadai seizvi, zvakanga zvakaita savanhu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Zvino mukati macho makabuda zvimwe zvinhu zvina zvakaita sezvisikwa zvipenyu. Chimiro chazvo chakanga chakadai seizvi, zvakanga zvakaita savanhu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 uye mumoto makanga mune zvakanga zvakaita sezvisikwa zvipenyu zvina. Pakuonekwa kwazvo, chimiro chazvo chakanga chiri chomunhu,

Ver Capítulo Copiar

Ezekieri 1:5

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios