Ezekieri 1:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Zvisikwa zvipenyu zviya pazvaifamba mavhiri aifambawo ari pamativi pazvo. Paisumukawo zvinhu zvipenyu izvozvo mudenga zvichibva pasi mavhiri acho aisumukawo mudenga. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ɀino kana ɀipenyu ɀofamba, makumbo ofamba ʋo parutiʋi rwaɀo, kana ɀipenyu ɀokwidzwa ɀicibva pasi, naiwo makumbo okwidzwa ʋo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200219 Zvino kana zvipenyu zvofamba, makumbo ofambawo parutivi rwazvo, kana zvipenyu zvokwidzwa zvichibva pasi, naiwo makumbo okwidzwawo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Zvisikwa zvipenyu zviya pazvaifamba mavhiri aifambawo ari pamativi pazvo. Paisumukawo zvinhu zvipenyu izvozvo mudenga zvichibva pasi mavhiri acho aisumukawo mudenga. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona19 Zvisikwa zvipenyu zviya pazvaifamba mavhiri aifambawo ari pamativi pazvo. Paisumukawo zvinhu zvipenyu izvozvo mudenga zvichibva pasi mavhiri acho aisumukawo mudenga. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Zvisikwa zvipenyu zvaiti kana zvofamba, mavhiri aiva parutivi ofambawo; uye kana zvisikwa zvipenyu zvikasimuka kubva pasi, mavhiri aisimukawo. Ver Capítulo |