La Biblia Online

- Anuncios -

Ezekieri 1:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Mavhiri mana iwaya aiva namarhimu nezvipokisi. Marhimu awo akanga akazara namaziso kutenderera.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Kana ari makaŋgo awo, akaŋga akakwirira ʋuye akatyisa; makaŋgo awo iwo manna akaŋga azere nameso kwose‐kwose.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Kana ari makango awo, akanga akakwirira uye achityisa; makango awo mana akanga azere nameso kwose-kwose.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Mavhiri mana iwaya aiva namarhimu nezvipokisi. Marhimu awo akanga akazara namaziso kutenderera.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Mavhiri mana iwaya aiva namarhimu nezvipokisi. Marhimu awo akanga akazara namaziso kutenderera.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Marimu acho akanga akakwirira uye aishamisa, uye marimu ose ari mana akanga azere nameso kwose kwose.

Ver Capítulo Copiar

Ezekieri 1:18

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios