La Biblia Online

- Anuncios -

Ezekieri 1:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Mamiriro akanga akaita mavhiri iwaya namagadzirirwo awo ndeaya: Kutarisika kwawo kwakanga kwakaita sokupenya kweibwe rinokosha rebheriri. Ari mana kudaro akanga akafanana. Magadzirirwo awo aiva akaita sevhiri mukati merimwe vhiri.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Makumbo awo pakuʋonekwa kwawo nomuitirwe wawo ɀakaŋga ɀakafanana neberiri; ose ari manna akaŋga akafanana; pakuʋonekwa kwawo napamuitirwe wawo ɀakaŋga ɀakaita segumbo rimŋe mukati merimŋe gumbo.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Makumbo awo pakuonekwa kwawo nomuitirwo wawo zvakanga zvakafanana nebheriri; ose ari mana akanga akafanana; pakuonekwa kwawo napamuitirwo wawo zvakanga zvakaita segumbo rimwe riri mukati merimwe gumbo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Mamiriro akanga akaita mavhiri iwaya namagadzirirwo awo ndeaya: Kutarisika kwawo kwakanga kwakaita sokupenya kweibwe rinokosha rebheriri. Ari mana kudaro akanga akafanana. Magadzirirwo awo aiva akaita sevhiri mukati merimwe vhiri.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Mamiriro akanga akaita mavhiri iwaya namagadzirirwo awo ndeaya: Kutarisika kwawo kwakanga kwakaita sokupenya kweibwe rinokosha rebheriri. Ari mana kudaro akanga akafanana. Magadzirirwo awo aiva akaita sevhiri mukati merimwe vhiri.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Uku ndiko kwaiva kuratidzika namagadzirirwo amavhiri acho: Akanga achivaima sebwe rekristaro, uye zvose zviri zvina zvakanga zvakafanana pakuonekwa kwazvo. Pakuonekwa kwawo napamagadzirirwo awo akanga akaita sevhiri rimwe riri mukati merimwe vhiri.

Ver Capítulo Copiar

Ezekieri 1:16

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios