Ezekieri 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Uso hwazvo hwaitarisika sezvizvi: chimwe nechimwe pahuna hwazvo, chaiva nouso hwomunhu. Pahuna hwazvo ihwohu zvaiva nouso hweshumba nechokurudyi kwazvo, zviri zvina kudaro zvaiva nouso hwemombe kuruboshwe uye pahuna hwazvo kudaro zviine uso hwegondo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Kana ɀiri ɀiso ɀaɀo pakuʋonekwa kwaɀo, ɀaiʋa neciso comunhu; ɀose ɀiri ɀinna ɀaiʋa neciso ceshumba kurutiʋi rworudyi; ɀose ɀiri ɀinna ɀaiʋa neciso cenzombe kurutiʋi rworuɓoshwe; ɀose ɀiri ɀinna ɀaiʋa neciso cegondo ʋo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200210 Kana zviri zviso zvazvo pakuonekwa kwazvo, zvaiva nechiso chomunhu; zvose zviri zvina zvaiva nechiso cheshumba kurutivi rworudyi; zvose zviri zvina zvaiva nechiso chenzombe kurutivi rworuboshwe; zvose zviri zvina zvaiva nechiso chegondowo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Uso hwazvo hwaitarisika sezvizvi: chimwe nechimwe pahuna hwazvo, chaiva nouso hwomunhu. Pahuna hwazvo ihwohu zvaiva nouso hweshumba nechokurudyi kwazvo, zviri zvina kudaro zvaiva nouso hwemombe kuruboshwe uye pahuna hwazvo kudaro zviine uso hwegondo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona10 Uso hwazvo hwaitarisika sezvizvi: chimwe nechimwe pahuna hwazvo, chaiva nouso hwomunhu. Pahuna hwazvo ihwohu zvaiva nouso hweshumba nechokurudyi kwazvo, zviri zvina kudaro zvaiva nouso hwemombe kuruboshwe uye pahuna hwazvo kudaro zviine uso hwegondo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Zviso zvazvo zvairatidzika sezvizvi: chimwe nechimwe pauna hwazvo chaiva nechiso chomunhu, uye kurudyi, chimwe nechimwe chaiva nechiso cheshumba, uye kuruboshwe, chiso chenzombe; chimwe nechimwe chaiva nechiso chegondo. Ver Capítulo |