La Biblia Online

- Anuncios -

Estere 6:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Nokudaro Hamani akapinda, mambo akati kwaari, “Chii chaizvo chingaitirwe munhu kuri kuti mambo ada kumuremekedza?” Ipapo nechomumwoyo Hamani akazviti, “Iye mambo ndiani chaizvo waangafarire kuremekedza kupinda ini?”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Naiɀoɀo Hamani akapinda. Mambo akati kwaari: Munhu mambo waanoɗa kumukudza uŋgaitirweiko? Ɀino Hamani akati mumŋoyo make: Mambo ʋaŋgaɗa kukudza aniko, asi ini?

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Naizvozvo Hamani akapinda. Mambo akati kwaari, “Munhu, mambo waanoda kumukudza, angaitirweiko?” Zvino Hamani akati mumwoyo make, “Mambo vangada kukudza aniko, asi ini?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Nokudaro Hamani akapinda, mambo akati kwaari, “Chii chaizvo chingaitirwe munhu kuri kuti mambo ada kumuremekedza?” Ipapo nechomumwoyo Hamani akazviti, “Iye mambo ndiani chaizvo waangafarire kuremekedza kupinda ini?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Hamani paakapinda, mambo akamubvunza achiti, “Chii chingaitwa namambo kumunhu waangafarira kukudza?” Ipapo Hamani akati mumwoyo make, “Ndiani aripo angada kukudzwa namambo kunze kwangu?”

Ver Capítulo Copiar

Shona BIBLE

6 Naizvozvo Hamani akapinda. Mambo akati kwaari, “Munhu, mambo waanoda kumukudza, angaitirweiko?” Zvino Hamani akati mumwoyo make, “Mambo vangada kukudza aniko, asi ini?”

Ver Capítulo Copiar

Estere 6:6

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios