La Biblia Online

- Anuncios -

Estere 6:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Hamani akasvikotaurira mudzimai wake Zereshi neshamwari dzake dzose zvakanga zvaitika kwaari. Ngwazi dzake nomudzimai wake Zereshi, vakati kwaari, “Kana Modhekai wawatanga kukotamira ari werudzi rwechiJudhaka hamumbomukurira asi kutoti iyewe ndiwe uchatoputsika chete pamberi pake.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Hamani akarondedzera kunaZereshi mukadzi wake neshamŋari dzake dzose ɀose ɀaakaitirwa. Ipapo shamŋari dzake dzakaŋgwara naZereshi mukadzi wake ʋakati kwaari: Kana Mordekai uyu wawakataŋga kuwa pamberi pake ari worudzi rwaʋaJuda, hauŋgakundi, asi ɀirokwaɀo ucawa pamberi pake.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Hamani akarondedzera kuna Zereshi mukadzi wake neshamwari dzake dzose zvose zvaakaitirwa. Ipapo shamwari dzake dzakangwara naZereshi mukadzi wake vakati kwaari, “Kana Modhekai uyu wawakatanga kuwa pamberi pake ari worudzi rwavaJudha, haungakundi, asi zvirokwazvo uchawa pamberi pake.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Hamani akasvikotaurira mudzimai wake Zereshi neshamwari dzake dzose zvakanga zvaitika kwaari. Ngwazi dzake nomudzimai wake Zereshi, vakati kwaari, “Kana Modhekai wawatanga kukotamira ari werudzi rwechiJudhaka hamumbomukurira asi kutoti iyewe ndiwe uchatoputsika chete pamberi pake.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 uye akandoudza Zereshi mukadzi wake neshamwari dzake dzose zvose zvakanga zvaitika kwaari. Varayiri vake nomukadzi wake Zereshi vakati kwaari, “Sezvo Modhekai, uyo aita kuti uwe pamberi pake, ari wechiJudha, haugoni kumirisana naye, zvirokwazvo uchaparara!”

Ver Capítulo Copiar

Shona BIBLE

13 Hamani akarondedzera kuna Zereshi mukadzi wake neshamwari dzake dzose zvose zvaakaitirwa. Ipapo shamwari dzake dzakangwara naZereshi mukadzi wake vakati kwaari, “Kana Modhekai uyu wawakatanga kuwa pamberi pake ari worudzi rwavaJudha, haungakundi, asi zvirokwazvo uchawa pamberi pake.”

Ver Capítulo Copiar

Estere 6:13

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios