Estere 6:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Modhekai akazodzokera kusuo guru rokwaMambo, asi Hamani akakurumidza kudzokera kumba kwake achiungudza akafuka musoro. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino Mordekai akadzokera kusuʋo ramambo. Asi Hamani wakacimbidzika kuenda kumba kwake acicema, akafukidza musoro wake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200212 Zvino Modhekai akadzokera kusuo ramambo. Asi Hamani akachimbidzika kuenda kumba kwake achichema, akafukidza musoro wake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona12 Modhekai akazodzokera kusuo guru rokwaMambo, asi Hamani akakurumidza kudzokera kumba kwake achiungudza akafuka musoro. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Mushure mezvo Modhekai akadzokera pasuo ramambo. Asi Hamani akakurumidza kudzokera kumba, achichema akafukidza musoro wake, Ver CapítuloShona BIBLE12 Zvino Modhekai akadzokera kusuwo ramambo. Asi Hamani akachimbidzika kuenda kumba kwake achichema, akafukidza musoro wake. Ver Capítulo |