Estere 5:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Zvakadaro zvazvo Hamani akazvidzora akaenda zvake kumba. Akatuma vanhu kundodaidza shamwari dzake nomudzimai wake, Zereshi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Asi Hamani wakaɀidzora hake akaenda kumusha; akatuma munhu kuzoɗana shamŋari dzake nomukadzi wake Zereshi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200210 Asi Hamani akazvidzora hake akaenda kumusha; akatuma munhu kuzodana shamwari dzake nomukadzi wake Zereshi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona10 Zvakadaro zvazvo Hamani akazvidzora akaenda zvake kumba. Akatuma vanhu kundodaidza shamwari dzake nomudzimai wake, Zereshi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Zvakadaro hazvo, Hamani akazvidzora ndokubva aenda kumba. Akadana shamwari dzake pamwe chete naZereshi, mukadzi wake, Ver CapítuloShona BIBLE10 Asi Hamani akazvidzora hake akaenda kumusha; akatuma munhu kuzodana shamwari dzake nomukadzi wake Zereshi. Ver Capítulo |