Estere 3:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Mambo akati kuna Hamani, “Mari yacho unopiwa iwe uye vanhu vacho vanoiswa mumaoko mako kuti uite zvaunoda navo.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Mambo akati kunaHamani: Iwe naʋanhu ʋako muŋgatora sirveri iyo, muite nayo seɀaunoɗa iwe. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200211 Mambo akati kuna Hamani, “Iwe navanhu vako mungatora sirivha iyo, muite nayo sezvaunoda iwe.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona11 Mambo akati kuna Hamani, “Mari yacho unopiwa iwe uye vanhu vacho vanoiswa mumaoko mako kuti uite zvaunoda navo.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Mambo akati kuna Hamani, “Chengeta mari uye uite zvaunoda navanhu.” Ver CapítuloShona BIBLE11 Mambo akati kuna Hamani, “Iwe navanhu vako mungatora sirivha iyo, muite nayo sezvaunoda iwe.” Ver Capítulo |