Estere 2:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Zvino pakanga pachiparidzwa chirevo chamambo chiya uye vasikana vazhinji pavakanga vaungana muguta reSusa, guta romuzinda, vava mumaoko aHegai, Esita akaendwa naye mumuzinda wamambo akaiswawo mumaoko aHegai aiva nebasa rokuona nezvevanhukadzi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino murairo wamambo necireʋo cake ɀakati ɀanzwika, ʋasikana ʋazhinji ʋakaʋuŋganidzwa paShushani nhare yamambo, paʋaiceŋgetwa naHegai, Estere akatorwa ʋo, akaiswa mumba mamambo, akaceŋgetwa naHegai mutariri waʋakadzi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 Zvino murayiro wamambo nechirevo chake zvakati zvanzwika, vasikana vazhinji vakaunganidzwa paShusha nhare yamambo, pavaichengetwa naHegai, Esiteri akatorwawo, akaiswa mumba mamambo, akachengetwa naHegai mutariri wavakadzi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 Zvino pakanga pachiparidzwa chirevo chamambo chiya uye vasikana vazhinji pavakanga vaungana muguta reSusa, guta romuzinda, vava mumaoko aHegai, Esita akaendwa naye mumuzinda wamambo akaiswawo mumaoko aHegai aiva nebasa rokuona nezvevanhukadzi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Zvino murayiro nomutemo wamambo zvakati zvaziviswa, vasikana vazhinji vakauyiswa kunhare yeShushani ndokuiswa pasi paHegai kuti avachengete. NaEsteriwo akatorwa akaiswa mumuzinda wamambo akachengetwa naHegai, aiva muchengeti wenzvimbo yaigara madzimai. Ver CapítuloShona BIBLE8 Zvino murairo wamambo nechirevo chake zvakati zvanzwika, vasikana vazhinji vakaunganidzwa paShusha nhare yamambo, pavaichengetwa naHegai, Esiteri akatorwawo, akaiswa mumba mamambo, akachengetwa naHegai mutariri wavakadzi. Ver Capítulo |