La Biblia Online

- Anuncios -




Estere 2:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Modhekai uyu akanga atakurwa kuJerusaremu mukati menhapwa dziye dzokuendwa nadzo pamwechete naJekoniya mambo wokwaJudha akatapwa naNebhukadhineza mambo weBhabhironi.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 wakaŋga atapxa Jerusarema, pamŋe cete naʋatapxa ʋakaŋga ʋatapxa naJekonia mambo waJuda, wakaŋga atapxa naNebukadnezari mambo weBabironi.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

6 akanga atapwa Jerusaremu, pamwechete navatapwa vakanga vatapwa naJekonia mambo waJudha, wakanga atapwa naNebhukadhinezari mambo weBhabhironi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Modhekai uyu akanga atakurwa kuJerusaremu mukati menhapwa dziye dzokuendwa nadzo pamwechete naJekoniya mambo wokwaJudha akatapwa naNebhukadhineza mambo weBhabhironi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 akanga atapwa kubva kuJerusarema naNebhukadhinezari mambo weBhabhironi, ari pakati paavo vakatapwa pamwe chete naJehoyakini mambo weJudha.

Ver Capítulo Copiar

Shona BIBLE

6 akanga atapwa Jerusaremu, pamwechete navatapwa vakanga vatapwa naJekonia mambo waJudha, wakanga atapwa naNebhukadhineza mambo weBhabhironi.

Ver Capítulo Copiar




Estere 2:6

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios