La Biblia Online

- Anuncios -




Estere 1:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Akatumira matsamba kunyika dzose dzoumambo hwake nyika nenyika achiinyorera namanyorero ayo, rudzi nerudzi nomutaurowo warwo kuti, murume woga woga ave ndiye tenzi womusha wake achitaura norurimi rwavanhu vokwake.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 nokuti wakatuma ŋwadi kumatiʋi ose enyika dzose dzamambo, ɗiʋi rimŋe nerimŋe renyika nomunyorere wayo, norudzi rumŋe norumŋe norurimi rwarwo, kuti murume mumŋe nomumŋe aʋe murairi mumba make, ataure norurimi rwake.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

22 nokuti akatuma n’wadhi kumativi ose enyika dzose dzamambo, divi rimwe nerimwe renyika nomunyorero wayo, norudzi rumwe norumwe norurimi rwarwo, kuti murume mumwe nomumwe ave murairi mumba make, ataure norurimi rwake.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Akatumira matsamba kunyika dzose dzoumambo hwake nyika nenyika achiinyorera namanyorero ayo, rudzi nerudzi nomutaurowo warwo kuti, murume woga woga ave ndiye tenzi womusha wake achitaura norurimi rwavanhu vokwake.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Akatumira matsamba kumativi ose oumambo hwake, kunyika imwe neimwe norunyoro rwayo nokumunhu mumwe nomumwe nomutauro wake achizivisa norurimi rwavanhu kuti murume mumwe nomumwe ave nesimba pamusoro peimba yake.

Ver Capítulo Copiar

Shona BIBLE

22 nokuti akatuma tsamba kumativi ose enyika dzose dzamambo, divi rimwe nerimwe renyika nomunyorero wayo, norudzi rumwe norumwe norurimi rwarwo, kuti murume mumwe nomumwe ave murairi mumba make, ataure norurimi rwake.

Ver Capítulo Copiar




Estere 1:22

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios