La Biblia Online

- Anuncios -

Estere 1:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Zvino mambo akakurukura nengwazi dzavarume vaiziva zvomukore iwoyo. Ndiwo aiva maitiro amambo kune vazivisisi vomutemo nokutonga.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ipapo mambo akati kuʋarume ʋakaŋgwara ʋaiziʋa ŋguʋa, (nokuti saiɀoɀo mambo wairaŋgana naʋose ʋaiziʋa murau neɀakatoŋgwa;

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Ipapo mambo akati kuvarume vakangwara vaiziva nguva, (nokuti saizvozvo mambo wairangana navose vaiziva murau nezvakatongwa;

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Zvino mambo akakurukura nengwazi dzavarume vaiziva zvomukore iwoyo. Ndiwo aiva maitiro amambo kune vazivisisi vomutemo nokutonga.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Ipapo mambo akabvunza vachenjeri vaiziva murayiro uye vainzwisisa zvenguva sezvo yaiva tsika yamadzimambo kubvunza nyanzvi dzezvomurayiro nokururamisira,

Ver Capítulo Copiar

Shona BIBLE

13 Ipapo mambo akati kuvarume vakangwara vaiziva nguva, (nokuti saizvozvo mambo wairangana navose vaiziva murau nezvakatongwa;

Ver Capítulo Copiar

Estere 1:13

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios