La Biblia Online

- Anuncios -

Estere 1:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Asi vahosi vamambo, Vhashiti, akaramba kuuya sokurayirwa kwakanga kwaitwa vayuniki ava namambo. Izvozvi izvi zvakashatirisa mambo akaviruka chaizvo nehasha.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Asi ʋahosi Vashti ʋakaramba kuʋuya seɀaʋakaŋga ʋarairwa namambo nomuromo waʋaranda; ipapo mambo akatsamŋa kwaɀo, shuŋgu dzake dzikamuka mukati make.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Asi vahosi Vashiti vakaramba kuuya sezvavakanga varairwa namambo nomuromo wavaranda; ipapo mambo akatsamwa kwazvo, shungu dzake dzikamuka mukati make.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Asi vahosi vamambo, Vhashiti, akaramba kuuya sokurayirwa kwakanga kwaitwa vayuniki ava namambo. Izvozvi izvi zvakashatirisa mambo akaviruka chaizvo nehasha.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Asi pakasvika shoko rakanga rarayirwa namambo, vaHosi Vhashiti vakaramba kuuya. Ipapo mambo akashatirwa zvikuru uye akatsva nehasha.

Ver Capítulo Copiar

Shona BIBLE

12 Asi vahosi Vashiti vakaramba kuuya sezvavakanga varairwa namambo nomuromo wavaranda; ipapo mambo akatsamwa kwazvo, shungu dzake dzikamuka mukati make.

Ver Capítulo Copiar

Estere 1:12

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios