La Biblia Online

- Anuncios -

Estere 1:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 kuti vauye navahosi vamambo, Vhashiti, pana mambo akapfeka ndaza yake youhosi. Chaakaitira izvi kwaiva kuti aratidze ndudzi nendudzi dzavanhu namachinda runako rwake pamusana pokuti iye akanga aine chimiro chinoyemurika.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 kuti ʋaʋuye naʋahosi Vashti pamberi pamambo, ʋanekorona yoʋuhosi, kuti ʋanhu namacinda ʋaʋone kunaka kwaʋo; nokuti ʋakaŋga ʋakanaka pakuʋonekwa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

11 kuti vauye navahosi Vashiti pamberi pamambo, vane korona youhosi, kuti vanhu namachinda vawone kunaka kwavo; nokuti vakanga vakanaka pakuonekwa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 kuti vauye navahosi vamambo, Vhashiti, pana mambo akapfeka ndaza yake youhosi. Chaakaitira izvi kwaiva kuti aratidze ndudzi nendudzi dzavanhu namachinda runako rwake pamusana pokuti iye akanga aine chimiro chinoyemurika.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 kuti vauye navaHosi Vhashiti, vakapfeka korona youmambo, kuti aratidze runako rwavo kuvanhu nokumakurukota, nokuti vakanga vakanaka pakuonekwa.

Ver Capítulo Copiar

Shona BIBLE

11 kuti vauye navahosi Vashiti pamberi pamambo, vane korona youhosi, kuti vanhu namachinda vawone kunaka kwavo; nokuti vakanga vakanaka pakuonekwa.

Ver Capítulo Copiar

Estere 1:11

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios