Eksodo 9:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Minda yebhari yakanga yatumbuka, nemindawo yekamuti kanosvuurwa shinda yefurakisi yakanga yava namaruva, zvose zvakaparadzwa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Miti yorucinda nebari ɀikarobga, nokuti bari yakaŋga yatumbuka, nemiti yorucinda yakaŋga yaʋa namaruʋa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200231 Miti yoruchinda nebhari zvikarohwa, nokuti bhari yakanga yatumbuka, nemiti yoruchinda yakanga yava namaruva. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Minda yebhari yakanga yatumbuka, nemindawo yekamuti kanosvuurwa shinda yefurakisi yakanga yava namaruva, zvose zvakaparadzwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona31 Minda yebhari yakanga yatumbuka, nemindawo yekamuti kanosvuurwa shinda yefurakisi yakanga yava namaruva, zvose zvakaparadzwa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 (Miti yeshinda nebhari zvakanga zvaparadzwa, sezvo bhari rakanga rava nehura uye miti yava namaruva. Ver Capítulo |