Eksodo 6:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ava ndivo vakuru vakuru vedzimba dzamadzibaba avo, vanakomana vaRubheni dangwe raJakobho ndiHanoki naParu naHezironi naKarimi. Iwaya ndiwo madzitateguru omudzinza rokwaRubheni. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ndiyo misoro yedzimba dzamadziɓaɓa aʋo: Ʋanakomana ʋaRubeni, ɗaŋgwe raIsraeri, ʋaiʋa Hanoki, naParu, naHezroni, naKarmi; ndiʋo ʋedzimba dzaRubeni. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200214 Ndiyo misoro yedzimba dzamadzibaba avo: Vanakomana vaRubheni, dangwe raIsiraeri, vaiva Hanoki, naParu, naHezironi, naKarimi; ndivo vedzimba dzaRubheni. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ava ndivo vakuru vakuru vedzimba dzamadzibaba avo, vanakomana vaRubheni dangwe raJakobho ndiHanoki naParu naHezironi naKarimi. Iwaya ndiwo madzitateguru omudzinza rokwaRubheni. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ava ndivo vakuru vakuru vedzimba dzamadzibaba avo, vanakomana vaRubheni dangwe raJakobho ndiHanoki naParu naHezironi naKarimi. Iwaya ndiwo madzitateguru omudzinza rokwaRubheni. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Ava ndivo vaiva vakuru vemhuri dzavo: Vanakomana vaRubheni mwanakomana wedangwe waIsraeri vaiva Hanoki naParu, Hezironi naKami. Idzi ndidzo dzakanga dziri dzimba dzaRubheni. Ver Capítulo |