Eksodo 5:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Farao akati, “Imi muri kuona kuti iye zvino vanhu vechirudzi mawanda muno ndopamava kutoda zvenyu kutadzisa vanhu kuita basa.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Farao akati: Tarirai, ʋanhu ʋenyika ino ʋatoʋa ʋazhinji, ɀino imi moɗa kuʋazorodza pamirimo yaʋo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 Farao akati, “Tarirai, vanhu venyika ino vatova vazhinji, zvino imi moda kuvazorodza pamirimo yavo.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Farao akati, “Imi muri kuona kuti iye zvino vanhu vechirudzi mawanda muno ndopamava kutoda zvenyu kutadzisa vanhu kuita basa.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 Farao akati, “Imi muri kuona kuti iye zvino vanhu vechirudzi mawanda muno ndopamava kutoda zvenyu kutadzisa vanhu kuita basa.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ipapo Faro akati, “Tarirai, vanhu vawanda zvino munyika, uye muri kuvakonesa kushanda.” Ver Capítulo |