Eksodo 4:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Ipapo Aroni akavaudza mashoko ose akanga ataurirwa Mosesi naTenzi, akaita zviratidzo zvose zviya vaIsiraeri vachiona, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Aroni akataura mashoko ose akataurwa naJehova kunaMosesi, akaita ɀiratidzo pamberi pameso aʋanhu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200230 Aroni akataura mashoko ose akataurwa naJehovha kuna Mosesi, akaita zviratidzo pamberi pameso avanhu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Ipapo Aroni akavaudza mashoko ose akanga ataurirwa Mosesi naTenzi, akaita zviratidzo zvose zviya vaIsiraeri vachiona, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona30 Ipapo Aroni akavaudza mashoko ose akanga ataurirwa Mosesi naTenzi, akaita zviratidzo zvose zviya vaIsiraeri vachiona, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 uye Aroni akavaudza zvinhu zvose zvakanga zvaudzwa Mozisi naJehovha. Akaitawo zviratidzo pamberi pavanhu, Ver Capítulo |