Eksodo 4:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi Mosesi akati, “Ndapota zvangu Tenzi wangu, tumai zvenyu mumwe munhu!” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Iye akati: Haiwa, Ishe, tumai henyu wamunoɗa kutuma naye. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 Iye akati, “Haiwa, Ishe, tumai henyu wamunoda kutuma naye.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi Mosesi akati, “Ndapota zvangu Tenzi wangu, tumai zvenyu mumwe munhu!” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 Asi Mosesi akati, “Ndapota zvangu Tenzi wangu, tumai zvenyu mumwe munhu!” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Asi Mozisi akati, “Haiwa Jehovha, ndapota hangu, tumai henyu mumwe kuti aite izvozvo.” Ver Capítulo |