Eksodo 37:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Chaiva namapazi matanhatu aibva pachiri, chaiti uku matatu, uku matatu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 kumatiʋi aco kukaɓuɗa mataʋi matanhatu, mataʋi matatu ecigadziko kunorumŋe rutiʋi rwaco, namataʋi matatu ecigadziko kunorumŋe rutiʋi rwaco. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 kumativi acho kukabuda matavi matanhatu, matavi matatu echigadziko kuno rumwe rutivi rwacho, namatavi matatu echigadziko kuno rumwe rutivi rwacho. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Chaiva namapazi matanhatu aibva pachiri, chaiti uku matatu, uku matatu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona18 Chaiva namapazi matanhatu aibva pachiri, chaiti uku matatu, uku matatu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Mapazi matanhatu akaiswa kubva kumativi echigadziko chomwenje, matatu kurutivi rumwe chete uye mamwe matatu kuno rumwe rutivi. Ver Capítulo |