Eksodo 36:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Machira acho ose akanga akaenzana, urefu hwawo hwaiita mamita gumi namaviri, hwasha hwawo huchiita mamita maviri. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Kureɓa kwejira rimŋe kwaiʋa makubiti makumi maʋiri namasere, noʋupamhi bgejira rimŋe makubiti manna; macira ose akaŋga akaenzana. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20029 Kureba kwejira rimwe kwaiva makubhiti makumi maviri namasere, noupamhi hwejira rimwe makubhiti mana; machira ose akanga akaenzana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Machira acho ose akanga akaenzana, urefu hwawo hwaiita mamita gumi namaviri, hwasha hwawo huchiita mamita maviri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona9 Machira acho ose akanga akaenzana, urefu hwawo hwaiita mamita gumi namaviri, hwasha hwawo huchiita mamita maviri. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Zvidzitiro zvose zvakanga zvakaenzana, zvakareba makubhiti makumi maviri namasere uye makubhiti mana paupamhi. Ver Capítulo |