La Biblia Online

- Anuncios -

Eksodo 36:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Pamachira iwayo, akasonanidza mashanu pawo oga, akasonanidzawo mamwe acho mashanu ari pawo oga.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Akaɓatanidza macira mashanu pamŋe cete, namamŋe macira akaaɓatanidza pamŋe cete ɀe.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Akabatanidza machira mashanu pamwechete, namamwe machira akaabatanidza pamwechetezve.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Pamachira iwayo, akasonanidza mashanu pawo oga, akasonanidzawo mamwe acho mashanu ari pawo oga.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Pamachira iwayo, akasonanidza mashanu pawo oga, akasonanidzawo mamwe acho mashanu ari pawo oga.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Vakabatanidza zvimwe zvidzitiro zvishanu pamwe chete uye vakaita zvimwe chetezvo pane zvimwe zvishanu.

Ver Capítulo Copiar

Eksodo 36:10

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios