Eksodo 34:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 “Pambesa dzenyu dzokutanga kukohwa munofanira kutora dzokutangisisa dzacho muuye nadzo kuimba yaTenzi, Mwari wenyu. Musabike mbudzana nomukaka waamai vayo.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ɀokutaŋga ɀeɀitȿa ɀomunda wako unofanira kuʋuya naɀo kumba kwaJehova Mŋari wako. Usaɓika mbudzana mumukaka wamai ʋayo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200226 Zvokutanga zvezvitsva zvomunda wako unofanira kuuya nazvo kumba kwaJehovha Mwari wako. Usabika mbudzana mumukaka wamai vayo.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 “Pambesa dzenyu dzokutanga kukohwa munofanira kutora dzokutangisisa dzacho muuye nadzo kuimba yaTenzi, Mwari wenyu. Musabike mbudzana nomukaka waamai vayo.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona26 “Pambesa dzenyu dzokutanga kukohwa munofanira kutora dzokutangisisa dzacho muuye nadzo kuimba yaTenzi, Mwari wenyu. Musabike mbudzana nomukaka waamai vayo.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 “Muuyise zvakaisvonaka zvezvibereko zvevhu renyu zvokutanga kuimba yaJehovha Mwari wenyu. “Musabika mbudzana mumukaka wamai vayo.” Ver Capítulo |