La Biblia Online

- Anuncios -

Eksodo 34:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Veza mafendefa maviri akafanana nookutanga aye, ndinyore paari mazwi akanga ari pamafendefa okutanga aye awakaputsa.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Ɀiʋezere mahwendefa maʋiri amabge akafanana nookutaŋga, kuti ndinyore pamabwendefa mashoko aya akaŋga ari pamahwendefa okutaŋga awaputsa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Zvivezere mahwendefa maviri amabwe akafanana nookutanga, kuti ndinyore pamahwendefa mashoko aya akanga ari pamahwendefa okutanga awaputsa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Veza mafendefa maviri akafanana nookutanga aye, ndinyore paari mazwi akanga ari pamafendefa okutanga aye awakaputsa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Veza mafendefa maviri akafanana nookutanga aye, ndinyore paari mazwi akanga ari pamafendefa okutanga aye awakaputsa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Jehovha akati kuna Mozisi, “Veza matombo maviri amahwendefa akaita seokutanga, uye ndichanyora paari mashoko akanga ari pamahwendefa okutanga, awakaputsa.

Ver Capítulo Copiar

Eksodo 34:1

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios