Eksodo 33:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mwari akapindura achiti, “Ndichaenda ndichiratidza kuti ndinemi, ndigokupai rugare.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Jehoʋa akati: Ini ndimene ndicaenda newe, ndikupe zororo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200214 Jehovha akati, “Ini ndimene ndichaenda newe, ndikupe zororo.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mwari akapindura achiti, “Ndichaenda ndichiratidza kuti ndinemi, ndigokupai rugare.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona14 Mwari akapindura achiti, “Ndichaenda ndichiratidza kuti ndinemi, ndigokupai rugare.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Jehovha akapindura akati, “Kuvapo kwangu kuchaenda newe, uye ndichakupa zororo.” Ver Capítulo |