La Biblia Online

- Anuncios -

Eksodo 2:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Baba vakati kuvana vavo, “Ko zvino munhu wacho ari kupi? Mamusiyireiko? Endai mumudaidze awane chokudya.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Akati kuʋakunda ʋake: Ɀino uripiko? Munhu uyu mamusiyirei? Muɗanei, adye ɀokudya.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Akati kuvakunda vake, “Zvino aripiko? Munhu uyu mamusiyirei? Mudanei, adye zvokudya.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Baba vakati kuvana vavo, “Ko zvino munhu wacho ari kupi? Mamusiyireiko? Endai mumudaidze awane chokudya.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Baba vakati kuvana vavo, “Ko zvino munhu wacho ari kupi? Mamusiyireiko? Endai mumudaidze awane chokudya.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Akabvunza vanasikana vake akati, “Aripiko? Mamusiyirei? Mudanei, auye azodya.”

Ver Capítulo Copiar

Eksodo 2:20

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios