Eksodo 2:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Pavakadzokera kuna baba vavo Reueri baba ivavo vakati, “Ko nhasi makurumidziswa nei kudai?” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino ʋakati ʋaciȿika kunaRehueri, ɓaɓa ʋaʋo, iʋo ʋakati: Makurumidza kudzoka seiko nhasi? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 Zvino vakati vachisvika kuna Rueri, baba vavo, ivo vakati, “Makurumidza kudzoka seiko nhasi?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Pavakadzokera kuna baba vavo Reueri baba ivavo vakati, “Ko nhasi makurumidziswa nei kudai?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona18 Pavakadzokera kuna baba vavo Reueri baba ivavo vakati, “Ko nhasi makurumidziswa nei kudai?” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Vasikana pavakadzokera kuna Reueri baba vavo, akavabvunza akati, “Makurumidza seiko kudzoka nhasi?” Ver Capítulo |