Eksodo 10:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mambo akavatsanangurira achiti, “Kana zvikaitika kuti ndikubvumidzei kuenda zvenyu navana venyu, kubva Tenzi wacho iyeyo ngaave nemika. Chionaika zvamuri kuronga zvakaipa kwazvo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Iye akati kwaʋari: Jehova ŋgaaʋe nemi kana ini ndikatoŋgokutenderai kuenda, imi nepxere dzenyu! Cenjerai, nokuti muneŋge munofuŋga ɀakaipa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200210 Iye akati kwavari, “Jehovha ngaave nemi kana ini ndikatongokutenderai kuenda, imi nepwere dzenyu! Chenjerai, nokuti munenge munofunga zvakaipa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mambo akavatsanangurira achiti, “Kana zvikaitika kuti ndikubvumidzei kuenda zvenyu navana venyu, kubva Tenzi wacho iyeyo ngaave nemika. Chionaika zvamuri kuronga zvakaipa kwazvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona10 Mambo akavatsanangurira achiti, “Kana zvikaitika kuti ndikubvumidzei kuenda zvenyu navana venyu, kubva Tenzi wacho iyeyo ngaave nemika. Chionaika zvamuri kuronga zvakaipa kwazvo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Faro akati, “Jehovha ngaave nemi, kana ndikakutenderai kuenda, pamwe chete navakadzi navana venyu! Zviri pachena kuti imi muri kuda kuita zvakaipa. Ver Capítulo |