Danieri 8:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Zvino ini Dhanieri ndakadumbirwa nazvo ndikarara ndava kurwara kwamazuva mazhinji. Ndakazomuka zvangu ndikafamba nenyika ndichiita basa rokwamambo. Asi ndakadumbirwa mumwoyo nechiratidzo ichocho pasina kchandanzwisisa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ini Danieri ndikapera simba, ndikarwara mazuʋa; ipapo ndikamuka, ndikaɓata maɓasa amambo, ndikashamiswa neɀandakaratidzwa, asi kwakaŋga kusinomunhu waiɀinzwisisa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200227 “Ini Dhanieri ndikapera simba, ndikarwara mazuva; ipapo ndikamuka, ndikabata mabasa amambo, ndikashamiswa nezvandakaratidzwa, asi kwakanga kusina munhu waizvinzwisisa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona27 Zvino ini Dhanieri ndakadumbirwa nazvo ndikarara ndava kurwara kwamazuva mazhinji. Ndakazomuka zvangu ndikafamba nenyika ndichiita basa rokwamambo. Asi ndakadumbirwa mumwoyo nechiratidzo ichocho pasina kchandanzwisisa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Ini, Dhanieri, ndakapera simba ndikarwara kwamazuva mazhinji. Ipapo ndakamuka hangu ndikandobata basa ramambo. Ndakatyiswa nechiratidzo; chakanga chisinganzwisisike. Ver CapítuloShona BIBLE27 “Ini Dhanieri ndikapera simba, ndikarwara mazuva; ipapo ndikamuka, ndikabata mabasa amambo, ndikashamiswa nezvandakaratidzwa, asi kwakanga kusina munhu waizvinzwisisa. Ver Capítulo |