La Biblia Online

- Anuncios -

Danieri 8:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Ndakanzwa izwi romunhu pakati pamahombekombe maviri aUrai richidaidzira kuti, “Gabhurieri tsanangurira munhu uyu anzwisise chiratidzo ichi.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ndikanzwa inzwi romunhu ricibva pakati pemhenderekedzo dzaUrai, riciɗana riciti: Gabrieri, ɗudzira munhu uyu ɀaakaratidzwa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Ndikanzwa izwi romunhu richibva pakati pemhenderekedzo dzaUrai, richidana richiti, ‘Gabhurieri, dudzira munhu uyu zvaakaratidzwa.’

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Ndakanzwa izwi romunhu pakati pamahombekombe maviri aUrai richidaidzira kuti, “Gabhurieri tsanangurira munhu uyu anzwisise chiratidzo ichi.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Uye ndakanzwa inzwi romunhu richibva kuUrai richidana richiti, “Gabhurieri, taurira munhu uyu zvinoreva chiratidzo.”

Ver Capítulo Copiar

Shona BIBLE

16 Ndikanzwa izwi romunhu richibva pakati pemhenderekedzo dzaUrai, richidana richiti, ‘Gabhurieri, dudzira munhu uyu zvaakaratidzwa.’

Ver Capítulo Copiar

Danieri 8:16

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios