Danieri 8:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ini Dhanieri pandakaona chiratidzo ichochi ndakatvsaka kuti ndichinzwisise ndiye vhu kumira mberi kwangu mumwe aiva nechimiro chinenge chomunhu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino ini, iyeni Danieri, ndakati ndaʋona ɀandaratidzwa, ndikatȿaka kuɀinzwisisa, ndikaʋona mumŋe wakaŋga akaita somunhu amire pamberi paŋgu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200215 “Zvino ini, iyeni Dhanieri, ndakati ndaona zvandaratidzwa, ndikatsvaka kuzvinzwisisa, ndikaona mumwe akanga akaita somunhu amire pamberi pangu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona15 Ini Dhanieri pandakaona chiratidzo ichochi ndakatvsaka kuti ndichinzwisise ndiye vhu kumira mberi kwangu mumwe aiva nechimiro chinenge chomunhu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Ini, Dhanieri, pandakanga ndichakatarira chiratidzo ndichiedza kuchinzwisisa, ndakaona hapo pamberi pangu mumwe akanga achiratidzika somunhu. Ver CapítuloShona BIBLE15 “Zvino ini, iyeni Dhanieri, ndakati ndaona zvandaratidzwa, ndikatsvaka kuzvinzwisisa, ndikaona mumwe akanga akaita somunhu amire pamberi pangu. Ver Capítulo |