Danieri 8:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Kanyanga ikako kakazvitutumadza zvokutosvika kunyange nokuJinda regurusvusvu. Zvokupira kwaari mupiro wokupisa unogaroitwa zvikaregerwa uye Nzvimbo yake Inoera ikakurirwa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Rukaɀikudza kuȿikira kumucinda wehondo; rukamutorera cipiriso cinopiswa ŋguʋa dzose, nɀimbo yeimba yake tȿene ikaputswa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200211 Rukazvikudza kusvikira kumuchinda wehondo; rukamutorera chipiriso chinopiswa nguva dzose, nzvimbo yeimba yake tsvene ikaputswa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona11 Kanyanga ikako kakazvitutumadza zvokutosvika kunyange nokuJinda regurusvusvu. Zvokupira kwaari mupiro wokupisa unogaroitwa zvikaregerwa uye Nzvimbo yake Inoera ikakurirwa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Rwakazvikudza kuti rukure soMuchinda wehondo, rwakabvisa zvibayiro zvezuva nezuva kubva kwaari, uye nzvimbo yeimba yake tsvene ikaputsirwa pasi. Ver CapítuloShona BIBLE11 Rukazvikudza kusvikira kumuchinda wehondo; rukamutorera chipiriso chinopiswa nguva dzose, nzvimbo yeimba yake tsvene ikaputswa. Ver Capítulo |