Danieri 7:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ndokubva mugungwa imomo madzumbunuka zvikara zvina zvakakura chaizvo zvakasiyana. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Mhuka huru inna dzikakwira dziciɓuɗa muguŋgwa, dzisina‐kufanana. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20023 Mhuka huru ina dzikakwira dzichibuda mugungwa, dzisina kufanana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ndokubva mugungwa imomo madzumbunuka zvikara zvina zvakakura chaizvo zvakasiyana. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Mhuka huru ina, dzisina kufanana dzakabuda kubva mugungwa. Ver CapítuloShona BIBLE3 Mhuka huru ina dzikakwira dzichibuda mugungwa, dzisina kufanana. Ver Capítulo |