Danieri 6:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Varume ivavo vakazonyeverana kuti, “Imika; hatimbowana mhosva yokupomera nayo Dhanieri uyu kusatoti taiwana mune zvomutemo waMwari wake.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino ʋarume aʋa ʋakati: Hatiŋgatoŋgowani shoko pamsoro paDanieri uyu, kana tisiŋgamutȿakiri iro pamsoro pomurairo waMŋari wake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 Zvino varume ava vakati, “Hatingatongowani shoko pamusoro paDhanieri uyu, kana tisingamutsvakiri iro pamusoro pomurayiro waMwari wake.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 Varume ivavo vakazonyeverana kuti, “Imika; hatimbowana mhosva yokupomera nayo Dhanieri uyu kusatoti taiwana mune zvomutemo waMwari wake.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Pakupedzisira varume ava vakati, “Hatingambowani hwaro hwokupomera Dhanieri mhosva kunze kwechinhu chine chokuita nezvomurayiro waMwari wake.” Ver CapítuloShona BIBLE5 Zvino varume ava vakati, “Hatingatongowani shoko pamusoro paDhanieri uyu, kana tisingamutsvakiri iro pamusoro pomurairo waMwari wake.” Ver Capítulo |