La Biblia Online

- Anuncios -

Danieri 6:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Ipapo mambo Dhariusi akanyorera tsamba kumarudzi ose avanhu nendudzi dzose zvadzo ndimi nendimi dzavagere pasi pano pose achiti: “Dai kwamuri runyararo rwaita muchechetere mvura yeguvi.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Ipapo Dariusi akanyorera ʋanhu ʋose, namarudzi ose, namarimi ose, ʋagere panyika yose, akati: Rugare ŋgaruwanzwe kwamuri.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Ipapo Dhariusi akanyorera vanhu vose, namarudzi ose, namarimi ose, vagere munyika yose, akati, “Rugare ngaruwanzwe kwamuri.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Ipapo mambo Dhariusi akanyorera tsamba kumarudzi ose avanhu nendudzi dzose zvadzo ndimi nendimi dzavagere pasi pano pose achiti: “Dai kwamuri runyararo rwaita muchechetere mvura yeguvi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Ipapo Mambo Dhariasi akanyorera vanhu vose, nendudzi dzose navanhu vemitauro yose panyika yose achiti: “Mubudirire zvikuru kwazvo!

Ver Capítulo Copiar

Shona BIBLE

25 Ipapo Dhariusi akanyorera vanhu vose, namarudzi ose, namarimi ose, vagere munyika yose, akati, “Rugare ngaruwanzwe kwamuri.

Ver Capítulo Copiar

Danieri 6:25

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios