Danieri 6:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Varume vaya vakawirirana ndiye unga unga kwaari wanei Dhanieri achinamata achinyengetera kuna Mwari wake. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ipapo ʋarume aʋo ʋakaʋuŋgana ʋari ʋazhinji, ʋakawana Danieri acikumbira nokunyeŋgetera pamberi paMŋari wake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200211 Ipapo varume avo vakaungana vari vazhinji, vakawana Dhanieri achikumbira nokunyengetera Mwari wake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona11 Varume vaya vakawirirana ndiye unga unga kwaari wanei Dhanieri achinamata achinyengetera kuna Mwari wake. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Ipapo varume ava vakaenda vose pamwe chete vakawana Dhanieri achinyengetera, achikumbira kubatsirwa naMwari. Ver CapítuloShona BIBLE11 Ipapo varume avo vakaungana vari vazhinji, vakawana Dhanieri achikumbira nokunyengetera Mwari wake. Ver Capítulo |