La Biblia Online

- Anuncios -




Danieri 5:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Dhariusi muMidhi akagara paumambo aina makore aikaroita makumi matanhatu namaviri okuberekwa.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Dariusi muMedia akapiwa ʋushe, anamakore aneŋge makumi matanhatu namaʋiri.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Dhariusi muMedhia akapiwa ushe, ana makore anenge makumi matanhatu namaviri.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Dhariusi muMidhi akagara paumambo aina makore aikaroita makumi matanhatu namaviri okuberekwa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Dhariasi muMedhia akatora umambo ane makore makumi matanhatu namaviri.

Ver Capítulo Copiar

Shona BIBLE

31 Dhariusi muMedhia akapiwa ushe, anamakore anenge makumi matanhatu namaviri.

Ver Capítulo Copiar




Danieri 5:31

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios