Danieri 5:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Zvino iwe mwanakomana wake, iwe Bherishaza hauna kuzvidukupisa kunyangwe, zvose izvozvi waizviziva hako. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Asi imi Bershazari mŋanakomana wake, hamuna‐kuɀininipisa nomŋoyo wenyu, kunyaŋge makaŋga muciɀiziʋa ɀose, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200222 Asi imi Bheshazari mwanakomana wake, hamuna kuzvininipisa nomwoyo wenyu, kunyange makanga muchizviziva zvose, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona22 Zvino iwe mwanakomana wake, iwe Bherishaza hauna kuzvidukupisa kunyangwe, zvose izvozvi waizviziva hako. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 “Asi imi mwanakomana wake, imi Bherishazari, hamuna kuzvininipisa, kunyange maiziva henyu chinhu ichi. Ver CapítuloShona BIBLE22 Asi imi Bheshazari mwanakomana wake, hamuna kuzvininipisa nomwoyo wenyu, kunyangwe makanga muchizviziva zvose, Ver Capítulo |