Danieri 5:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ndakanzwa nezvako iwe zvichinzi Mweya waMwari Anoera uri mauri uye kuti chiedza nokunzwisisa noungwaru hwakanakisisa chaizvo zvinowanikwa mauri. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ndakanzwa ɀako, kuti mŋeya waʋamŋari uri mukati mako, ʋuye kuti ciedza neziʋo nenjere kwadzo ɀinowanikwa mauri. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200214 Ndakanzwa zvako, kuti mweya wavamwari uri mukati mako, uye kuti chiedza nezivo nenjere kwadzo zvinowanikwa mauri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ndakanzwa nezvako iwe zvichinzi Mweya waMwari Anoera uri mauri uye kuti chiedza nokunzwisisa noungwaru hwakanakisisa chaizvo zvinowanikwa mauri. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Ndanzwa kuti mweya wavamwari uri mauri uye kuti unoona zviri mberi, une zivo nouchenjeri hwapamusoro. Ver CapítuloShona BIBLE14 Ndakanzwa zvako, kuti mweya wavamwari uri mukati mako, uye kuti chiedza nezivo nenjere kwadzo zvinowanikwa mauri. Ver Capítulo |