Danieri 5:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mambo Bherishaza akaitira chiuru chamadzimambo ake mabiko makuru kwazvo akanwa waini pamberi pechuru ichocho. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino mambo Bershazari wakaitira madzishe ake anecuru cezana mutambo mukuru, akanwa waini pamberi paiʋo ʋanecuru cezana. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20021 Zvino mambo Bheshazari akaitira madzishe ake ane chiuru chezana mutambo mukuru, akanwa waini pamberi paivo vane chiuru chezana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mambo Bherishaza akaitira chiuru chamadzimambo ake mabiko makuru kwazvo akanwa waini pamberi pechuru ichocho. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Mambo Bherishazari akaitira makurukota chiuru mabiko makuru akanwa waini pamwe chete navo. Ver CapítuloShona BIBLE1 Zvino mambo Bheshazari akaitira madzishe ake ane chiuru chezana mutambo mukuru, akanwa waini pamberi paivo vane chiuru chezana. Ver Capítulo |