La Biblia Online

- Anuncios -

Danieri 4:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Regai ambosandurwa pfungwa apiwe pfungwa dzomhuka zvayo kumbopera makore manomwe akadaro.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 mŋoyo wake ŋgaushandurwe, urege kuʋa womunhu, apiwe mŋoyo wemhuka, ŋguʋa nomŋe dzipere ari’po.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

16 mwoyo wake ngaushandurwe, urege kuva womunhu, apiwe mwoyo wemhuka, nguva nomwe dzipere aripo.’

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Regai ambosandurwa pfungwa apiwe pfungwa dzomhuka zvayo kumbopera makore manomwe akadaro.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Pfungwa dzake ngadzishandurwe kubva pane dzomunhu uye ngaapiwe pfungwa dzemhuka, kusvikira nguva nomwe dzamuperera.

Ver Capítulo Copiar

Shona BIBLE

16 mwoyo wake ngaushandurwe, urege kuva womunhu, apiwe mwoyo wemhuka, nguva nomwe dzipere aripo.’

Ver Capítulo Copiar

Danieri 4:16

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios