Danieri 4:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 “Ndichitarisa kudaro zvinhu zvandaioneswa mumusoro mangu ndirere saizvozvo pamubhedha ndakaona hoyo mutariri anoera achiburuka kudenga. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ndikaʋona paneɀandakaʋona mumusoro maŋgu ndiri panhoʋo dzaŋgu, ndikaʋona murindi, iye ari mutȿene, aciɓuruka kuɗeŋga. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 “Ndikaona pane zvandakaona mumusoro mangu ndiri panhoo dzangu, ndikaona mutumwa, iye ari mutsvene, achiburuka kudenga. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 “Ndichitarisa kudaro zvinhu zvandaioneswa mumusoro mangu ndirere saizvozvo pamubhedha ndakaona hoyo mutariri anoera achiburuka kudenga. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 “Ndakaona muzviratidzo, ndakavata pamubhedha wangu, ndikatarisa, ipapo pamberi pangu pakanga pano mutumwa, iye mutsvene, achiburuka kubva kudenga. Ver CapítuloShona BIBLE13 “Ndikaona pane zvandakaona mumusoro mangu ndiri panhoo dzangu, ndikaona mutumwa, iye ari mutsvene, achiburuka kudenga. Ver Capítulo |