Danieri 4:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Muti iwoyo wakakura ukasimba ukaita nhungamakore chaiyo kureba uchitoonekwa kwose nekwakaperera nyika. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Muti ukakura, ukasimba, kureɓa kwawo kukaȿika kuɗeŋga, ʋuye wakaŋga uciʋonekwa kuȿikira kumigumo yenyika yose. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200211 Muti ukakura, ukasimba, kureba kwawo kukasvika kudenga, uye wakanga uchionekwa kusvikira kumigumo yenyika yose. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona11 Muti iwoyo wakakura ukasimba ukaita nhungamakore chaiyo kureba uchitoonekwa kwose nekwakaperera nyika. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Muti wakakura ukasimba uye manhengenya awo aisvika kudenga; wakanga uchioneka kusvika kumigumo yenyika. Ver CapítuloShona BIBLE11 Muti ukakura, ukasimba, kureba kwawo kukasvika kudenga, uye wakanga uchionekwa kusvikira kumigumo yenyika yose. Ver Capítulo |