La Biblia Online

- Anuncios -




Danieri 2:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Mambo akapindura vaKaridhea kuti, “Zvandinoreva ndezvechokwadi. Kana imi mukarega kundizivisa hope idzodzo, nokudzidudzira kwacho muchabvamburwa kuitwa zvidimbu zvidimbu. Misha yenyu ichisara yava matongo.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Mambo akapindura, akati kunaʋaKardea: Shoko ratemŋa neni; kana mukasandiziʋisa kurota kwaŋgu nokuɗudzirwa kwaɀo, mucagurwa‐gurwa, ʋuye dzimba dzenyu dzicaitwa ɗurunhuru.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Mambo akapindura, akati kuna vaKaradhea, “Shoko ratemwa neni; kana mukasandizivisa kurota kwangu nokududzirwa kwazvo, muchagurwa‐gurwa, uye dzimba dzenyu dzichaitwa durunhuru.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Mambo akapindura vaKaridhea kuti, “Zvandinoreva ndezvechokwadi. Kana imi mukarega kundizivisa hope idzodzo, nokudzidudzira kwacho muchabvamburwa kuitwa zvidimbu zvidimbu. Misha yenyu ichisara yava matongo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Mambo akapindura vachenjeri vezvenyeredzi achiti, “Izvi ndizvo zvandafunga chaizvoizvo: Kana imi mukasandiudza kuti kurota kwangu kwaiva kupi uye mukadudzira, ndichaita kuti mugurwe-gurwe uye dzimba dzenyu dziitwe mirwi yamarara.

Ver Capítulo Copiar

Shona BIBLE

5 Mambo akapindura, akati kuna vaKaradhia, “Shoko ratemwa neni; kana mukasandizivisa kurota kwangu nokududzirwa kwazvo, muchagurwa–gurwa, uye dzimba dzenyu dzichaitwa durunhuru.

Ver Capítulo Copiar




Danieri 2:5

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios