Danieri 2:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 “Idzodzi ndidzo hope dzacho idzi. Zvino tochikutaurirai, mambo, zvadzinoreva. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Ndiɀo ɀamakarota; ɀino ticaɀiɗudzira pamberi pamambo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200236 “Ndizvo zvamakarota; zvino tichazvidudzira pamberi pamambo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona36 “Idzodzi ndidzo hope dzacho idzi. Zvino tochikutaurirai, mambo, zvadzinoreva. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 “Uku ndiko kwaiva kurota kwenyu, uye zvino tichakududzira kwamuri mambo. Ver CapítuloShona BIBLE36 “Ndizvo zvamakarota; zvino tichazvidudzira pamberi pamambo. Ver Capítulo |